Duramazwi · zita
Zvinoreva
Vimbano kusatyirana nokusarasisana kwavanhu mukudana kana kuti muukama hwavanenge vainahwo.
1

Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vimbika
Kana munhu achinzi akavimbika anenge achiita zvinhu zvose nenzira inotarisirwa pamutemo kana munzvimbo.
VerengaSwipe for the next word