KwaunobvaDuramazwiVvimbisa

Duramazwi

vimbisa

guarantee · reassure · assure

Zvinoreva

Kuvimbisa munhu chimwe chinhu kumupa mazwi ane simbaradzo okuti pane zvauchamuitira.

1

Kuvimbisa munhu chimwe chinhu kumupa mazwi ane simbaradzo okuti pane zvauchamuitira.

Hurumende yakativimbisa kuti ichatipa minda saka tiri kungotarisira kuipihwa.

Vakavimbisa vana kuti vaizoenda navo kunotenga maurniforms musi waitevera.

Tinorarama neshoko renyu Jehovha uye tinoziva kuti zvese zvamakavimbisa ndezvechokwadi.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word