Duramazwi01 / 03garandichauyaKana munhu achinzi akaitwa garandichauya, anenge anyeperwa nomumwe munhu kuti achadzoka kure kwaanenge aenda, asi iye obva aenda zvachose.Verenga→
Duramazwi03 / 03garanyanyaGaranyanya chinhu chikuru chakaita senyoka, chinoruma zvokuuraya kana kukuvadza.Verenga→