Duramazwi
garana
-gadzikana
Duramazwi
Kugarana kudzika pasi kwetsvina iri mumvura yambenge yabvongodzwa.
Kugarana kudzika pasi kwetsvina iri mumvura yambenge yabvongodzwa.
Kana maheu akasuruka anenge agarana, masese ari pasi, mvura iri pamusoro.
Kana zvinhu zvakagarana, chimwe chinenge chiri pamusoro pechimwe.
Mabhokisi aya haafaniri kugarana nokuti ane matomati anozopwanyika.
-gadzikana
Duramazwi
01 / 03garandi
warranty
VerengaSwipe for the next word