KwaunobvaDuramazwiGgarani

Duramazwi · zita

garani

Zvinoreva

Garani igaba rinoisirwa mafuta okubikisa kana okufambisa motokari.

1

Garani igaba rinoisirwa mafuta okubikisa kana okufambisa motokari.

Garani igaba rinoisirwa mafuta okubikisa kana okufambisa motokari.

Garani chierwa chemvura kana zvimwewo chinoita marita mana nehafu.

Ngarani chivakwa chamatanda chinovakwa chakaita sedenga remba rakatarisa pasi, munoiswa mbeswa pakukohwa.

2

Garani chierwa chemvura kana zvimwewo chinoita marita mana nehafu.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

garanyanya

Garanyanya chinhu chikuru chakaita senyoka, chinoruma zvokuuraya kana kukuvadza.

Verenga

Swipe for the next word