Duramazwi · zita
garoni
gallon
Duramazwi · zita
gallon
Chiyero chemvura chinosvika malitres mana (gallon).
Chiyero chemvura chinosvika malitres mana (gallon).
Duramazwi
01 / 03garoziva
Kana chinhu chichinzi igaroziva, munhu wese anenge achitarisirwa kuziva kuti chii chinoitika kana akachiita kana kusa-chiita. Yakanga yatova garoziva kuna Tendai kuti kana akarasha n'ombe aisazovata mumba.
VerengaSwipe for the next word