KwaunobvaDuramazwiGgarwa

Duramazwi

garwa

Zvinoreva

Kana munhu kana chinhu chakagarwa, chimwewo chinhu chinenge chiri pamusoro pacho.

1

Kana munhu kana chinhu chakagarwa, chimwewo chinhu chinenge chiri pamusoro pacho.

Mumba muna baba chakavhinya munogarwa misodzi iri pamatama.

Murume uyu akagarwa neshavi rinomupa masimba okuvhima.

Kembi inzvimbo inogarwa nevanhu kwekanguva kadiki, kazhinji vachivata mumatende.

2

Kana munhu achinzi akagarwa anenge achiita zvinhu, kazhinji zvakaipa, nokuda kwemweya yakaipa inenge iri paari.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word