KwaunobvaDuramazwiGgasho

Duramazwi

gasho

Zvinoreva

inowanzoshandiswa kusunga mombe.

Iri izwi rinoreva kuti zvinhu zvakaitika zvachose kana kuti zvose.

1

inowanzoshandiswa kusunga mombe.

Gasho kapuka katema kanobhururuka, kanovava pakudya uye kanogona kukuitira weti inovava paunenge uchida kukabata.

Mugasho muti usinganyanyokura, une mashizha akafara uye unofarirwa zvikuru netupembenene twakasiyana-siyana.

2

Iri izwi rinoreva kuti zvinhu zvakaitika zvachose kana kuti zvose.

Gasho kapuka katema kanobhururuka, kanovava pakudya uye kanogona kukuitira weti inovava paunenge uchida kukabata.

Mugasho muti usinganyanyokura, une mashizha akafara uye unofarirwa zvikuru netupembenene twakasiyana-siyana.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gashu

Tambo yakagadzirwa neganda remombe (strap/thong).

Verenga

Swipe for the next word