KwaunobvaDuramazwiZzvizere

Zvinoreva

zvitsvuku zvakaurungana, zvinoshandiswa kubika doro kana sadza.

Ukaita kana kutaura chinhu zvizere, unenge wanyatsochipedza pasina chawasiyirira.

1

Aifanira kunyatsondiudza nhau yake zvizere mukomana uyu.

Donongodza uchitsigira zvizere zvakatokonya munyori pamusoro peUshe zvakasunda kuti anyore nyaya yakadai.

Tsigira zvizere nezviitiko zvishanu zviri mubhuku.

2

Ukaita kana kutaura chinhu zvizere, unenge wanyatsochipedza pasina chawasiyirira.

Aifanira kunyatsondiudza nhau yake zvizere mukomana uyu.

Tsigira zvizere nezviitiko zvishanu zviri mubhuku.

Tsigira zvizere nezviri mubhuku.

Zvakafanana

rukweza · maonje · njera

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word