Duramazwi
zvachose
flatly · irretrievably · irrevocably · permanency · shattering · utopian · absolutely · completely · entirely · forever · permanent · permanently · total · totally
Duramazwi
flatly · irretrievably · irrevocably · permanency · shattering · utopian · absolutely · completely · entirely · forever · permanent · permanently · total · totally
Tinoshandisa zvachose kutaridza kuti chinhu chakaitika panguva iyoyo asi hachina kuzomboitika zvakare.
Tinoshandisa zvachose kutaridza kuti chinhu chakaitika panguva iyoyo asi hachina kuzomboitika zvakare.
Kune zvinhu zvakawanda zvaive zvaitika zuva iri zvavaive vasina kunzwisisa zvachose.
Panenge pasina kana mushonga zvachose but mabatirwo ndiwo anoita kuti agare.
Tanaka haana kudavira aishaya kuti ndiyani ainge akasira kumuziva waaisaziva zvachose.
Kana munhu achiti auya zvachose anenge auya kuzogara panzvimbo iyoyo kwenguva refu kana kutosvikira afa.
Kana munhu achinzi anogona chimwe chinhu zvachose anenge aine unyanzvi hukuru mazviri.
zvamuchose
Duramazwi
01 / 03zvaiita
communal
VerengaSwipe for the next word