KwaunobvaDuramazwiGgaroziva

Duramazwi · zita

garoziva

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi igaroziva, munhu wese anenge achitarisirwa kuziva kuti chii chinoitika kana akachiita kana kusa-chiita. Yakanga yatova garoziva kuna Tendai kuti kana akarasha n'ombe aisazovata mumba.

1

Igaroziva kuti mhanza yembudzi iri mumabvi.

Asi igaroziva kuti mimba yoga ichazvara mwana.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

garudzo

Kana zvinhu zvichinzi zvine garudzo zvinenge zvichityisa chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word