KwaunobvaDuramazwiGgariswa

Duramazwi

gariswa

Zvinoreva

Kugariswa kumiswa mberi kwedare kana kwashe kuti utongwe mhosva yako.

1

Kugariswa kumiswa mberi kwedare kana kwashe kuti utongwe mhosva yako.

Takudzwa kakapakirwa mapiritsi ose kusvika apera ndokubva agariswa pamberi peporridge.

Kugariswa kumiswa mberi kwedare kana kwashe kuti utongwe mhosva yako.

Iyi inzvimbo inogariswa vanhu patsva mushure mokunge vabviswa kune imwe nzvimbo ine ivhu risina chikafu chakakwana.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word