KwaunobvaDuramazwiGgaririra

Duramazwi

garirira

Zvinoreva

Kugaririra chinhu kuchimirira kusvika nguva yaunokwanisa kuchiwana yasvika. Unotombogaririra bvunzo dzako kuti uzokwanisa kuwana basa.

1

Kupikita kugaririra munhu anenge achiita basa uchiona kuti ari kurita nemazvo here.

Kuchengeta nzvimbo kana midziyo kuzvigaririra kana kugadha kuti zvisabiwe kana kuparadzwa.

Kugaririra chinhu kuchimirira kusvika nguva yaunokwanisa kuchiwana yasvika. Unotombogaririra bvunzo dzako kuti uzokwanisa kuwana basa.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

garisa

Kugarisa chinhu panzvimbo kuchichengetera panzvimbo iyoyo. Ndinogarisa mari yangu pasi pematiresi.

Verenga

Swipe for the next word