KwaunobvaDuramazwiRrinda

Duramazwi

rinda

grave

-garira

Zvinoreva

Kumira wakachengeta.

1

Kumira wakachengeta.

Uyu muripo unopiwa munhu anenge ataridzwa rinda romutorwa.

Hanzi nunosheedza vewildlife vouya voitora saka ndakabva ndati " girls sarai makarinda pano nyoka iyo isaende ndinosheedza Headmaster.

Taga kamba kadiki kanovakwa kumunda, kanogara munhu kana achirinda mbeu.

2

Kana munhu akarinda anenge akamirira zvimwe zvinhu.

3

Kana mupurisa akarinda chitoro, anenge akachichengetedza kuti chisabiwe.

Zvakafanana

-garira

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rindi

Rindi ivhu rakaita jecha uye rakachenuruka, rinowanikwa pasi pevhu dema rinokudza mbeu.

Verenga

Swipe for the next word