Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rindi ivhu rakaita jecha uye rakachenuruka, rinowanikwa pasi pevhu dema rinokudza mbeu.
Rindi igomba rinenge ragadzirwa muvhu rokudzvara mbeswa.

Rindi ihobi kaana gomba munova imo makagara maziso.
Mugodhi.

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rindima
Kuti rindima kugara pasi zvakaregedzeka munhu achiratidza kushaiwa mazano pane zvaanofanira kuita.
VerengaSwipe for the next word