KwaunobvaDuramazwiGgomba

Duramazwi · zita

gomba

pit · ditch

gombarumebode

Zvinoreva

Gomba murume anodanana nemukadzi wemumwe murume.

Kushaya.

Gomba mwena unosara kana vanhu vakachera imwe nzvimbo nokubvisa ivhu racherwa.

1

Iwe mukadzi iwe une ngozi inenge yedatya rinokwakuka nepasina gomba.

Gomba rakapinda mumba chinyai, zvokuti vaiva pamba hapana chavakanzwa.

Baba nhiva kusara kugara nomukadzi vachifunga kuti vana ndevavo izvo vaichengetera gomba romudzimai.

2

Gomba raiita kazevezeve nemukadzi wemunhu murima.

Gomba mwena unosara kana vanhu vakachera imwe nzvimbo nokubvisa ivhu racherwa.

3

Kana guva rikanzi rawira rinenge radhirikira zvokuti pamusoro panosara gomba.

Zvakafanana

gombarume · bode

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gombe

Gombe munhu muhombe kana akakosha. Gombe risati rasvika hapana zvinoitwa.

Verenga

Swipe for the next word