KwaunobvaDuramazwiGgombe

Duramazwi · zita

gombe

Zvinoreva

Gombe munhu muhombe kana akakosha. Gombe risati rasvika hapana zvinoitwa.

Kuti gombe kupera simba, kazhinji mumabvi.

1

Rugombe kamudziyo kanogadzirwa nerutanda runokombamiswa netambo, kanoshandiswa kubata shiri.

2

Kuti gombe kupera simba, kazhinji mumabvi.

Gombe munhu muhombe kana akakosha. Gombe risati rasvika hapana zvinoitwa.

Kuti gombe kupera simba, kazhinji mumabvi.

Ugombe kamudziyo kanoshandiswa kuteya shiri, zvokuti shiri yacho inoita zvekuzosungwa nekatambo.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gombedza

Kana munhu akagombedza mhuru anenge achiidzivirira kuti isayamwa.

Verenga

Swipe for the next word