Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gomarara rudzi rwomuti unomera wakanamatira pane mumwe, uchiwana chikafu chawo kubva pane wawakamera pamusoro pawo.
1

Gomarara chirwere chinobata nhengo dzakasiyana dzemuviri, chinonetsa kurapa.

2

Mai Chenai vakaita gomarara muchibereko, zvekuti chakatonobviswa; apawo murume wavo akaita
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gomati
Gomati muti une gwati rakasvibira, rine maburi, uye rinouraya kana rikadyiwa.
VerengaSwipe for the next word