Duramazwi
Zvinoreva
Kuita kuti banga kana chimwe chinocheka chigume kana kusapinza (to make blunt).
Kugomadza kukonzera kuti chinocheka kana kutema chisapinza.
1

Agomadza sanhu rangu, saka harichatemi zvakanaka.

Kumondora kugomadza chinhu chakaita sebadza.
2
Kugomadza kukonzera kuti chinocheka kana kutema chisapinza.
Agomadza sanhu rangu, saka harichatemi zvakanaka.
Kugomadza kukonzera kuti chinocheka kana kutema chisapinza.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gomara
blunt
VerengaSwipe for the next word