KwaunobvaDuramazwiGgokovonho

Zvinoreva

Gokovonho i danda refu rine chokuhakicha mberi, rinoshandiswa kuturura zvakaita semichero kana huni dzinenge dziri pakakwirira.

1

Zvakafanana

musopero · chikokoono · ngovo

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

goma

Kugoma kusapinza kwechinhu chinoshandiswa kutema kana kucheka.

Verenga

Swipe for the next word