KwaunobvaDuramazwiGgokoro

Duramazwi · zita

gokoro

chikotoro

Zvinoreva

Gokoro ruyo kana chimwewo chinhu chinokonzera kuti mudzimu womunhu uchisvika kana kubuda.

Gokoro i nzvimbo inowanzowanikwa mubani, inowanikwa mvura nevhu rinovava rinogona kunanzwiwa nemombe.

1

2

Zvakafanana

chikotoro

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gokoto

Gokoto chiparo chikuru chinopariswa midziyo mikuru yakaita semabhodho.

Verenga

Swipe for the next word