KwaunobvaDuramazwiGgokoko

Zvinoreva

Gokoko mudziyo wesimbi, ungava mugomo, unoshandiswa kupimisa chibage kana zvimwewo.

1

Era magokoko mana ezviyo unogaisa.

Zviyo zvake zvakazadza gokoko zvimwe zvikaraudzira, zvimwe akadzokera nazvo.

Gokoko mudziyo wesimbi, ungava mugomo, unoshandiswa kupimisa chibage kana zvimwewo.

Zvakafanana

bhagidhi · gandi

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word