Duramazwi
Zvinoreva
Kutora chidiki chokundotangisa nacho.
1
Kutora chidiki chokundotangisa nacho.
Kugoka kutora danda kana mazimbe emoto kuti undovesa umwe moto pamwe panhu pakasiyana.
Kugoka kuzvidenhera nyaya dzinozopedzisira dzava kukunetsa mberi.
Kugoka mazano kuatsvaka kubva kune vamwe vanhu kuti ugoashandisa.
2

3

4

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03goko
crust
VerengaSwipe for the next word