KwaunobvaDuramazwiGgoma

Duramazwi

goma

-gomara

Zvinoreva

Kugoma kusapinza kwechinhu chinoshandiswa kutema kana kucheka.

Kuti goma kusapinza kwesanhu kana banga rambenge richipinza.

1

Atemera sanhu padombo rikagoma.

Kuti goma kusapinza kwesanhu kana banga rambenge richipinza.

Kugoma kusapinza kwechinhu chinoshandiswa kutema kana kucheka.

2

Kugoma kufema kunoratidza kuti munhu ari kurwadziva mumuviri.

3

Zvakafanana

-gomara

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gomadza

Kuita kuti banga kana chimwe chinocheka chigume kana kusapinza (to make blunt).

Verenga

Swipe for the next word