KwaunobvaDuramazwiGgomara

Duramazwi · zita

gomara

blunt

-goma-dumara-gomedzeka-nyondoka

Zvinoreva

Kugomara kusakwanisa kucheka kana kutema kwemudziyo. Shanhu rikagomara rinorwadza kushandisa.

1

Kugomara kusakwanisa kucheka kana kutema kwemudziyo. Shanhu rikagomara rinorwadza kushandisa.

Vainge vachekwa nerinengura rakagomara pachironda naTadiwa.

Nyadenga akakurova nerakagomara.

Kukakashura chinhu chakaoma kuchidambura nemazino kana kuti nebanga rakagomara.

Zvakafanana

-goma · -dumara · -gomedzeka · -nyondoka

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gomarara

Gomarara rudzi rwomuti unomera wakanamatira pane mumwe, uchiwana chikafu chawo kubva pane wawakamera pamusoro pawo.

Verenga

Swipe for the next word