KwaunobvaTsumoUshamwariKutamba ngoma matsive.

Tsumo · Ushamwari

Kutamba ngoma matsive.

Zvinorehwa

Kuti chinhu chose chibudirire, kusanganisa nemitambo yemifaro, zvakafanira kuitwa mukubatira pamwe zvekare zvinofanira kuitwa mumajana. Kuti zvibude zvakanaka ndisko kuti nhasi zviri pako mangwana zvava pamumwe.

What it means

For anything to succeed, including celebrations, it must be done together, in unity, and by everyone doing their part; today's circumstances can change to someone else's tomorrow, so success requires cooperation.

Word for word

Feasts with drums are held in turns.

Mamwe mataurirwo

Kutamba ngoma igumwe. (M) (gumwe: beer for work)

Dzimwe tsumo dzeushamwari

Dzose

Tsumo · Ushamwari

01 / 03

Vayanani ndivo varwi.

What it means

In life it happens that people who are the closest of friends sometimes fall out and quarrel first; and it often turns out that people who start out fighting end up becoming the best of friends.

Verenga

Swipe for the next proverb