KwaunobvaDuramazwiMmakomba

Duramazwi

makomba

holes

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makomba makomba

Kana mumugwagwa mune makomba makomba munenge mune mabhambu akakura uye akawanda zvokuti zvinonetsa kuti motokari dzinnyatsofambamo.

Verenga

Swipe for the next word