KwaunobvaDuramazwiMmakoko

Duramazwi · zita

makoko

Zvinoreva

Makoko isadza rinosara rakanamatira mupoto kana munhu abika apakura.

1

Makoko isadza rinosara rakanamatira mupoto kana munhu abika apakura.

Gwengo ndechinoshandiswa kubvisa makoko kubva paakanamira muhari kana mupoto.

Kupara kubvisa makoko muhari dzabikirwa uchishandisa chikwengo kana chimwewo chinhu.

Kunyauka kupfava kunoita sezvakaita makoko anembenge akaomerera mupoto, kana adirwa mvura.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word