KwaunobvaDuramazwiBburi

Duramazwi · zita

buri

groove · hole

Zvinoreva

Buri mwana mucheche anenge asati amera mazino.

Buri mwena unenge uri pamudziyo unogona kubuda nawo zvinhu zvinenge zvaiswa mauri.

Kana munhu akati buri anenge abva pavanhu achikasika.

Buri imhuri yakakura inenge ichichengetwa nomunhu mumwe chete.

1

Akadhomora musoro wechidhori pakasara pangove buri.

Buri mwena unenge uri pamudziyo unogona kubuda nawo zvinhu zvinenge zvaiswa mauri.

Chiremo chipenga chemucheka chinosonerwa kuvhara buri repanenge pabvaruka.

2

Buri mwena unenge uri pamudziyo unogona kubuda nawo zvinhu zvinenge zvaiswa mauri.

Buri mwena unenge uri pamudziyo unogona kubuda nawo zvinhu zvinenge zvaiswa mauri.

Bvapfapfa imvura yakawanda inenge ichibuda sezvakaita mumudziyo une buri.

Kana mudziyo wakabooka unenge uine buri rinogona kubudisa zvawakatakura.

3

Kana munhu akati buri anenge abva pavanhu achikasika.

Buri mwena unenge uri pamudziyo unogona kubuda nawo zvinhu zvinenge zvaiswa mauri.

Kana mudziyo wakabooka unenge uine buri rinogona kubudisa zvawakatakura.

Kuti gungunduru kukunguruka kwechinhu chine buri pakati, uye chinorema.

4

Buri imhuri yakakura inenge ichichengetwa nomunhu mumwe chete.

Kuurura kuboora buri uchishandisa simbi, waya kana chimwe chinopinza, chichipisa chaizvo.

Kusongorira chinhu kuchitarisa nepa-buri kana pakamukana kadikidiki.

Hwindo mukana kana buri rinosiyiwa pachidziro kuti pazopinda napo chiedza kana mweya wokufema.

Zvakafanana

nhundu

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

buridza

Kuburidza kubvisa chinhu pachinenge chiri uchichiisa pamwe.

Verenga

Swipe for the next word