KwaunobvaDuramazwiBburetete

Duramazwi · zita

buretete

Zvinoreva

Buretete kufamba kwezvinhu zvakawanda panhu pamwe chete, sezvinoita nyuchi.

Kana munhu akaitwa buretete anenge aunganirwa nevanhu vakawanda vachimurova.

1

Kana chinhu chakaita sendiro chakachena kuti mburetete chinenge chisisina kana nekatsvina kasaririra, chava kupenya.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word