KwaunobvaDuramazwiBburikidza

Duramazwi

burikidza

-burikira

Zvinoreva

Kuburikidza kubaya kunoita chinhu chakaita somunzwa chichizobuda nerimwe divi.

1

Kuburikidza kubaya kunoita chinhu chakaita somunzwa chichizobuda nerimwe divi.

Ndedzipi nhau kana mashoko anotumirwa kuburikidza nekushandiswa kwemapepanhau?

Kana tiri pavanyarikani tinoratidza kuvaremekedza kuburikidza namapfekero atinoita.

Tsanangura unhu huri kuburitswa kuburikidza nemadimikira anotevera.

Zvakafanana

-burikira

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word