Duramazwi
bhovozera
-bhozera
Duramazwi
Kana chinhu chakaita somunzwa chikabhovozera chinenge chabaya nerimwe divi chichibudira neseri.

Kubhovozera munhu kumutaurira chokwadi chezvakaitika pasina chaunosiirira.

01 / 03bhowa
bore
VerengaSwipe for the next word