KwaunobvaDuramazwiBbhu

Duramazwi

bhu

bwibhu-u

Zvinoreva

Kuti bhu kudonha pasi zvine mutsindo.

Kuti bhu kusura zvinoita ruzha.

1

Kuti bhu kudonha pasi zvine mutsindo.

Danda rokuora rakati ruru bhu pakauya mhepo zhinji.

Kuti ruru bhu kudonha kwechinhu kubva pakakwirira chichiiita mutsindo pachinosvika pasi.

Kuti bhu bhu kutsenga zvinhu zvakaoma zvakaita semaputi.

2

Kuti bhu kudhuuka kwechinhu.

3

Kuti bhu kusura zvinoita ruzha.

Kuti ruru bhu kudonha kwechinhu kubva pakakwirira chichiiita mutsindo pachinosvika pasi.

Kuti bhu bhu kutsenga zvinhu zvakaoma zvakaita semaputi.

Kuti bhu bhu bhu kuuchira maoko zvine rukudzo mukati.

Zvakafanana

bwi

Zvine chekuita

bhu-u

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhu bhu

Kuti bhu bhu kutsenga zvinhu zvakaoma zvakaita semaputi.

Verenga

Swipe for the next word