KwaunobvaDuramazwiSsura

Duramazwi

sura

-furidza-fefedza-bhuwa-fema

Zvinoreva

Kusura kuburitsa mweya unonhuwa nokumashure.

1

Kusura kuburitsa mweya unonhuwa nokumashure.

Chipfichi kusura zvisina ruzha vanhu vongozonzwa kunhuhwa kwakasimba.

Kuti pfuchu kusura kusina mhere mhere kunozongozivikanwa kuti kwaitika nokunhuwa kwakasimba.

Kusura kuburitsa mweya unonhuwa nokumashure.

Zvakafanana

-furidza · -fefedza · -bhuwa · -fema

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sure

Panzvimbo iri mberi pashure pemumwe.

Verenga

Swipe for the next word