KwaunobvaDuramazwiSsupfura

Duramazwi

supfura

Zvinoreva

Kusupfura kusairira chinhu kure newe.

1

Kusupfura kusairira chinhu kure newe.

Kana munhu achibanha mumwe nechidhongi anenge achimutsupfura negumbo akamufuratira uye achiita zvekutomhukira.

Kusupfura kusairira chinhu kure newe.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

supu

Supu ndezvakaita upfu zvinoiswa mumuriwo kuti muto ukorere uye unake.

Verenga

Swipe for the next word