Duramazwi · zita
supamaketi
supermarket
Duramazwi · zita
supermarket
Ichi chitoro chikuru chinotengesa zvinhu zvakawanda, zvinosanganisira zvemumba, mumagadheni nezvimwewo, zvekuti munhu anopinda otora zvaanoda ega ozobhadhara kana obuda.
Ichi chitoro chikuru chinotengesa zvinhu zvakawanda, zvinosanganisira zvemumba, mumagadheni nezvimwewo, zvekuti munhu anopinda otora zvaanoda ega ozobhadhara kana obuda.
Supamaketi iyi inotengesa sipo dzavanotenga kuhorosero yekuHarare.
Kana ukatenga musupamaketi unoisirwa zvinhu zvako mupepabheki.
Mazuvano sipo iyi yakaderedzwa mutengo kumasupamaketi nokuti iri papuromosheni, type the citation here.
Duramazwi
01 / 03supavhaiza
Kusupavhaiza kuo-na mafambisirwe anenge achiitwa basa pese panenge pachishandwa nevanhu pakambani kana pamwe-wo.
VerengaSwipe for the next word