Tsumo · Uchenjeri
Kuramba nyama yechidembo hunger nine yetsuro.
Zvinorehwa
Munhu kuramba chinhu chaamenge apiwa achiti chakaipa kana kuti hachina kukodzera zvinoreva kuti amenge ame chimwe chiri nani pane chaaramba.
What it means
Refusing something you were given, saying it is bad or unsuitable, means you must have something else in mind that you think is better than what you refused.
Word for word
If you refuse the meat of a pole-cat, it means you have hare's meat.
Mamwe mataurirwo
Kuramba butu uno mukonya.
Kuramba dzvuku kuona jena.
Kuramba rutsakara hunger nine maziviro.
Kuramba mwana hunger nine mhandara.