Duramazwi · zita
Zvinoreva
Suriramudenga.
1
Suriramudenga.
Bacaren vakabva vagutsurira musoro kuti ichokwadi chiri kurehwa.
Tadiwa akavatarisisa kumeso amai Mhofu, ivo vakabva vagutsurira musoro kuratidza kuti vaiva Serious panyaya yavaitaura.
Kana nguva yekuti uite mukomana yakwana ndichakuudza ini wazvinzwa?" Vakadaro ndichibva ndagutsurira musoro in agreement.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03surududu
Kuti surududu kurereka musoro kokuratidza kusuwa.
VerengaSwipe for the next word