Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchisurudza unenge uchiita kuti mvura ipfuure nemuvhu rine munyu, kuti ugozowana munyu musure mokuvhaidza mvura yacho.
Kana uchisurudza unenge uchiita kuti mvura ipfuure nemuvhu rine munyu, kuti ugozowana munyu musure mokuvhaidza mvura yacho.
Kana ukasurudza doro unenge wariisa shuga kuti riite dete.
Kana munhu anotamba mutambo achitirena anenge achiita zvekusimbisa muviri nekunatsurudza matambiro ake.
Kana uchinatsurudza chinhu, unenge uchinyatsochigadzira kuti pashaye kana chimwe chete chakaipa pachiri.
Kana ukasurudza doro unenge wariisa shuga kuti riite dete.
Kana mwana achisurudza anenge aine mudumbu mune manyoka.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03surudzo
Surudzo mudziyo unoiswa ivhu rine munyu, munozodirwa mvura ichibuda nemuromo unenge wakataridzwa pasi painochingidzirwa.
VerengaSwipe for the next word