KwaunobvaDuramazwiNnhundu

Zvinoreva

[nhende, mhundu] Nhundu chiimba chemago.

Nhundu midziyo nehembe zvinotakurwa nomunhu kana ari parwendo.

1

Ukanyan'anyura nhundu yemago, unorumwa zvakaipisisa.

Kana ukaguma nhundu yemago anokuruma.

2

Zvakafanana

nhunduru

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhundundu

Kana denga rakati nhundundu kunenge kune makore akaputira kunze kose.

Verenga

Swipe for the next word