KwaunobvaDuramazwiMmukwende

Duramazwi · zita

mukwende

baggage · luggage

Zvinoreva

Mukwende zvinhu zvakawanda chaizvo, zvakaita senhumbi kana midziyo, zvinenge zvakasungirirwa pamwe. Mukomana aishanda pavaMutowevhu, paa-kangoona kuti adyisa gadheni nembudzi, akabva asunga mukwende wake odzokera kumusha kwake.

1

Mhutirwa mukwende unenge wakafukidzwa kana kusungirirwa mukati memumwe.

Kuti mbizhizhi kutakura mukwende wakareba chaizvo uchienda mudenga.

Mhitsa zimukwende rakaita sezibandauko renyama, rinorema zvikuru.

Zvakafanana

mutundu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukweno

Mukweno kamuti kane kumberi kwakaita kamusoro kunokwizirwa pachikoko chemachisi kuti pabude moto.

Verenga

Swipe for the next word