Duramazwi · zita
Zvinoreva
Munyaya dzezvechikoro, mukwenyi munhu anoongorora basa rinenge ranyorwa nevadzidzi.
1
Munyaya dzezvechikoro, mukwenyi munhu anoongorora basa rinenge ranyorwa nevadzidzi.
Gangaidzwa mukwenyi mhezi yawavira mumoyo.
Zvese izvi zvinobatsira mukwenyi kuti azive kuti mhinduro yako ndeye mubvunzo upi uye kuti yatanga nekuperera papi.
Kana uchinyora bvunzo haufaniri kutenderera-tenderera nekuti mukwenyi haazogutswi nebasa rako.
2
Munyaya dzezvemimhanzi mukwenyi munhu anoridza gitare.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukwerera
Mukwerera idoro rekukumbira mvura kuvadzimu.
VerengaSwipe for the next word