KwaunobvaDuramazwiMmukwava

Duramazwi · zita

mukwava

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi chakaita mukwava chinenge chine mativi maviri asi pasina kana rimwe rakazvimba kana kutumba.

1

Kana chinhu chakati pafarara chinenge chakaita mukwava, chisina kana divi rimwe rakatumba.

Kana chinhu chichinzi chakaita mukwava chinenge chine mativi maviri asi pasina kana rimwe rakazvimba kana kutumba.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukwe

Mukwe chidimbu chedetenu rakaoma, chinoshandiswa kuchera upfu pahunochengeterwa munhu achiisa mupoto, pakubika.

Verenga

Swipe for the next word