KwaunobvaDuramazwiMmukwasva

Duramazwi · zita

mukwasva

Zvinoreva

Kana chinhu chakaita mukwasva chinenge chakarebunuka chisina upamhi hunoonekera.

1

Kana chinhu chakaita mukwasva chinenge chakarebunuka chisina upamhi hunoonekera.

Rega zvako ndirare pasi nokuti handingarari parumukwasva hwemubhedha uhwu.

Kana chinhu chakaita mukwasva chinenge chakarebunuka chisina upamhi hunoonekera.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukwava

Kana chinhu chichinzi chakaita mukwava chinenge chine mativi maviri asi pasina kana rimwe rakazvimba kana kutumba.

Verenga

Swipe for the next word