Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murume akawana mwanasikana wemusha (son-in-law).
1
Murume akawana mwanasikana wemusha (son-in-law).
Mukwasha mukuyu haapere kudyiwa.
Mukwasha akatinyadzisa paakaita chivhurumukira achipindira nyaya dzaanatsano.
Mukwasha akauchira ambuya apo aivabvunza upenyu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukwasva
Kana chinhu chakaita mukwasva chinenge chakarebunuka chisina upamhi hunoonekera.
VerengaSwipe for the next word