KwaunobvaDuramazwiMmukwandari

Duramazwi · zita

mukwandari

Zvinoreva

Mukwandari munhu kana mhuka ine mutumbi mukuru chaizvo.

1

Mukwandari munhu kana mhuka ine mutumbi mukuru chaizvo.

Mukwandari munhu kana mhuka ine mutumbi mukuru chaizvo.

Kana munhu achinzi zimukwandari pamumhu hwake anenge akareba uye akasimba zvikuru.

Zvakafanana

hwende

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukwandu

Mukwandu muti unoita tumaruva twegirini uye unobereka vana vatema vanodyiwa, unomera munzvimbo dzine mvura yakawanda.

Verenga

Swipe for the next word