Duramazwi · zita
mukuwasha
son-in-law
Duramazwi · zita
son-in-law
Kana munhu achiti mumwe munhu mukuwasha wake, anenge akaroore-rwa mwanasikana wake nomunhu iyeye.
Kana munhu achiti mumwe munhu mukuwasha wake, anenge akaroore-rwa mwanasikana wake nomunhu iyeye.
Mukuwasha wamandorokwati aifanira kunge ane dzidzo huru kana mari yakawanda.
Mai Chakauya vakanga vafunga kuti mukuwasha akanyanyonakisisa nguva yakadai ndowechichena kuratidza ruwadzano rwakanga rwavapo.
Mukuwasha anofanira kubonda kana asangana naambuya, kwete kungovamhoresa nemuromo.
Mukuwasha munhu akaroora hanzvadzi yako.
Duramazwi
01 / 03mukuwashanyina
Kana murume achiti mumwe mukuwashanyina wake anenge akatevera kuzoroorawo mumhuri maakaroorera iye.
VerengaSwipe for the next word