Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu munhu ane chinzvimbo choutungamiri chiri pamusorosoro.
1
Uyu munhu ane chinzvimbo choutungamiri chiri pamusorosoro.
Katsekera izita rinodaidzwa naro mukurumukuru anotonga minisiparati yedhorobha.
Ngamura munhu mukurumukuru, akabudirira, anoyemurwa noruzhinji nezvaari uye nezvaanazvo. Ngamura munhu muhombe kupfuura njonda.
Komishina ndiro zita romukurumukuru wemapurisa munyika.
2
Uyu mutungamiriri pabasa, sangano kana pamwe pane vanhu vakawanda vanoshanda pamwe chete.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukute
Muchero unodyiwa mutema (water berry).
VerengaSwipe for the next word