KwaunobvaDuramazwiMmusoro

Duramazwi · zita

musoro

behead · head · logical · stubbornly · topic

pfungwa-va nekumeso

Zvinoreva

Musoro inhengo yemuviri ine nzeve, maziso, vhudzi, mhino nezvimwewo.

1

Musoro inhengo yemuviri ine nzeve, maziso, vhudzi, mhino nezvimwewo.

Tadiwa akatanga kutemeseka musoro ndokubva atanga kunyandanura zvunhu mumba maDebra.

Kabenzi kemunhu handiti ndiko kakonzera kuti musoro wangu uteme, xaaa.

Ndakavhara musoro angu kudaro ndinobva ndatanga kunzwa mutsindo panze.

2

Chinhu chine musoro chinhu chinoratidza njere.

3

Musoro wechinyorwa mazwi anoumba musimboti wenyaya inge iri kutaurwa kana kunyorwa nezvawo.

4

Musoro wemba munhu, kazhinji munhurume, anenge achiriritira mhuri yaanenge achichengeta pamba ipapo.

Zvakafanana

pfungwa

Zvine chekuita

-va nekumeso

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musorobhangu

Kana munhu ane musorobhangu anenge aine musoro wakakurisa kana zvichienzaniswa nomuviri wake.

Verenga

Swipe for the next word