Duramazwi · zita
nyaya
matter · story · issue
Duramazwi · zita
matter · story · issue
Rungano kana zvinotaurwa.
Kunyaya pahuro kunwa zvinhu zvinotonhorera kuitira kupedza nyota.
Rungano kana zvinotaurwa.
Chandaingoda kwaive kuenda kuchikoro chete zvemahaters yaitove imwe nyaya.
Munhu uya wekuti anogona kutongoinitiator vamwe vanhu vachitongoita nyaya.
Nyaya rungano runokurukurinanwa kana rwakanyorwa mubhuku.
Nyaya musoro wenhaurwa.
Nyaya ndezvinotaurwa zvezviitiko zvinenge zvakaitika kana zviri kuitika.
Ini musandipinza munyaya dzomusha wenyu ndiri mutorwa.
Kunyaya pahuro kunwa zvinhu zvinotonhorera kuitira kupedza nyota.
Nyaya iya yainge yongoudzwa wese waanenge asangana naye.
Nguva dzakafamba hadzo zvekuti vana Takue vainge votoweta ketatu.Tadiwa naBaTakue vaingotaura nyaya havo.
Tadiwa was heartbroken, ko vainge vakavimbisana chinhu here or yanga iri nyaya yekuti vaibhadharana chete.
Duramazwi
01 / 03nyazu nyazu
Kuti nyazu nyazu kufamba nesimba uchidadirira.
VerengaSwipe for the next word